Nherera Sharu

Prijzen vanaf
16,00

Gesponsorde links

VERGELIJK ALLE AANBIEDERS (2)

Beschrijving

Bol Upenyu hwemunhu hunofamba sei? Ndiyani unohurongedza, agohurongonora, achigohurongedzazve? Chinangwa chake chiri chei? Anenge achida kuti hupenyu hugodii? Kurasikirwa nemureri, ariye muriritiri kukwira muti wemujerenga. Kuzoti naicho chidziro chaunozendamira kuti uwane simba rokutangidza zvambokona chadhirika, anenge atova mangondo. Nherera Sharu runyaya rwunoronda kusharuka kwenherera muupenyu hwayo. Kana iyo nherera yasharuka inoonekwa sei uye nei? Ko ivo vemaoko akatambanuka seivo vachirambidzwa kuramba votambanudza maoko avo? Kuti zvinodaro kuti vanhu vawane nyaya dzokutaura here? Zvino kana dzataurwa zvinogounzei? Ko ihwo uterera hunosharuka sei? Pakufirwa nababa? Pakufirwa namai? Iyi ndiyo imwe yemibvunzo inozvibvunza muravi mukutandara nekufambidzana nenyayanyorwa ino. Chasara, zviravire nyaya ino unzvinzwire wega. Tinashe Muchuri

Vergelijk aanbieders (2)

Gesponsorde links · Sommige shops betalen ons een vergoeding

Sorteren op:

€ 16,00 € 2,99 verzendkosten Totaal € 18,99

€ 29,59 € 5,00 verzendkosten Totaal € 34,59

Beschrijving (1)

Upenyu hwemunhu hunofamba sei? Ndiyani unohurongedza, agohurongonora, achigohurongedzazve? Chinangwa chake chiri chei? Anenge achida kuti hupenyu hugodii? Kurasikirwa nemureri, ariye muriritiri kukwira muti wemujerenga. Kuzoti naicho chidziro chaunozendamira kuti uwane simba rokutangidza zvambokona chadhirika, anenge atova mangondo. Nherera Sharu runyaya rwunoronda kusharuka kwenherera muupenyu hwayo. Kana iyo nherera yasharuka inoonekwa sei uye nei? Ko ivo vemaoko akatambanuka seivo vachirambidzwa kuramba votambanudza maoko avo? Kuti zvinodaro kuti vanhu vawane nyaya dzokutaura here? Zvino kana dzataurwa zvinogounzei? Ko ihwo uterera hunosharuka sei? Pakufirwa nababa? Pakufirwa namai? Iyi ndiyo imwe yemibvunzo inozvibvunza muravi mukutandara nekufambidzana nenyayanyorwa ino. Chasara, zviravire nyaya ino unzvinzwire wega. Tinashe Muchuri


Productspecificaties

Merk Carnelian Heart Publishing Ltd
EAN
  • 9781918606034
Maat


Prijshistorie

* Prijshistorie bevat geen data van Amazon.

Prijzen voor het laatst bijgewerkt op:

Uitgelichte Keuze
16,00
Naar shop